Jeremiah 25:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Shoko, rakaʋuya kunaJeremia pamsoro paʋanhu ʋose ʋaJuda, negore recinna raJehoiakimi, mŋanakomana waJosia, mambo waJuda; ndiro gore rokutaŋga raNebukadrezari mambo weBabironi,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shoko rakauya kuna Jeremia pamusoro pavanhu vose veJudha mugore rechina raJehoyakimi mwanakomana waJosia mambo weJudha, iro rakanga riri gore rokutanga raNebhukadhinezari mambo weBhabhironi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Shoko iri rakauya kuna Jeremiya rakananga kuvanhu vokwaJudha vose zvavo, muri mugore rechina rokutonga kwaJehoyakimu mwanakomana waJosiya mambo wokwaJudha. (Iroro ndiro gore raiva rechiposhi rokutonga kwaNebhukadhireza mambo weBhabhironi.)
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Shoko, rakauya kuna Jeremiya pamusoro pavanhu vose vaJudha, negore rechina raJehoiakimu, mwanakomana waJosia, mambo waJudha; ndiro gore rokutanga raNebhukadhirezari mambo weBhabhironi,
Shona 2009?
Shoko, rakauya kuna Jeremiya pamusoro pavanhu vose vaJudha, negore rechina raJehoiakimu, mwanakomana waJosiya, mambo waJudha; ndiro gore rokutanga raNebhukadhirezari mambo weBhabhironi,
Shona SUB 2002 Bible
Shoko, rakauya kuna Jeremiya pamusoro pavanhu vose vaJudha, negore rechina raJehoiakimu, mwanakomana waJosiya, mambo waJudha; ndiro gore rokutanga raNebhukadhineza mambo weBhabhironi,