Jeremiah 25:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nyika ino yose ricaʋa ɗoŋgo, necishamiso; marudzi awa acaɓatira mambo weBabironi makore anamakumi manomŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nyika ino yose ichava dongo, uye marudzi aya achashandira mambo weBhabhironi kwemakore makumi manomwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Nyika ino yose ichava dongo zvaro risina kana chinhu; marudzi ose iwaya achashandira mambo weBhabhironi kwamakumi manomwe amakore.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nyika ino yose richava dongo, nechishamiso; marudzi awa achabatira mambo weBhabhironi makore ana makumi manomwe.
Shona 2009?
Nyika ino yose richava dongo, nechishamiso, marudzi awa achabatira mambo weBhabhironi makore ana makumi manomwe.
Shona SUB 2002 Bible
Nyika ino yose richava dongo, nechishamiso; marudzi awa achabatira mambo weBhabhironi makore ana makumi manomwe.