Jeremiah 25:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicaʋuyisa pamsoro penyika iyo mashoko aŋgu ose andakataura pamsoro payo, ɀose ɀakanyorwa mubuku iyi, ɀakaprofitiwa naJeremia pamsoro pamarudzi ose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichauyisa pamusoro penyika iyo zvinhu zvose zvandakataura pamusoro payo, zvose zvakanyorwa mubhuku iri nezvakaprofitwa naJeremia pamusoro pendudzi dzose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichaita kuti nyika iyoyo iwirwe nezvose zvakabva pamuromo pangu zvichinangana nayo, zvose zvakanyorwa mubhuku rino zvakaporofitwa naJeremiya zvichinangana namarudzi evanhu ose zvawo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichauyisa pamusoro penyika iyo mashoko angu ose andakataura pamusoro payo, zvose zvakanyorwa mubhuku iyi, zvakaporofitwa naJeremiya pamusoro pamarudzi ose.
Shona 2009?
Ndichauyisa pamusoro penyika iyo mashoko angu ose andakataura pamusoro payo, zvose zvakanyorwa mubhuku iyi, zvakaporofitwa naJeremiya pamusoro pamarudzi ose.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichauyisa pamusoro penyika iyo mashoko angu ose andakataura pamusoro payo, zvose zvakanyorwa mubhuku iyi, zvakaporofitwa naJeremiya pamusoro pamarudzi ose.