Jeremiah 25:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋaiti Jerusarema, namaguta aJuda, namadzimambo awo, namacinda awo, kuti ʋaitwe ɗoŋgo, necishamiso, necinoridzirwa muridzo, necinotukwa, seɀaɀakaita nhasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jerusarema namaguta eJudha, namadzimambo, namachinda aro, kuti aitwe matongo, chinhu chinovengwa nechinosekesa, nechinotukwa, sezvaakaita iye nhasi:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kuJerusaremu namaguta okwaJudha, uye namadzimambo ayo namachinda acho kuti ave matongo asina kana chinhu, ave chinhu chinoridzirwa tsamwa charengererwa rushambwa sezvazviri pari nhasi
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vaiti Jerusaremu, namaguta aJudha, namadzimambo awo, namachinda awo, kuti vaitwe dongo, nechishamiso, nechinoridzirwa muridzo, nechinotukwa, sezvazvakaita nhasi.
Shona 2009?
vaiti Jerusaremu, namaguta aJudha, namadzimambo awo, namachinda awo, kuti vaitwe dongo, nechishamiso, nechinoridzirwa muridzo, nechinotukwa, sezvazvakaita nhasi.
Shona SUB 2002 Bible
vaiti Jerusaremu, namaguta aJudha, namadzimambo awo, namachinda awo, kuti vaitwe dongo, nechishamiso, nechinoridzirwa muridzo, nechinotukwa, sezvazvakaita nhasi.