Jeremiah 25:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana ʋaciramba kutora mukombe paruʋoko rwako kuti ʋanwe, ipapo uti kwaʋari: Ɀanzi naJehova wehondo: Munofanira kunwa, ɀirokwaɀo!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kana vakaramba kutora mukombe muruoko rwako kuti vamwe, uti kwavari, ‘Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose: Munofanira kuinwa!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana vakaramba kugamuchira mukombe iwoyo muruoko rwako kuti vaunwe, vaudze kuti, zvanzi naTenzi wehondo nehondo, ‘Munofanira kutonwa chete!
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino kana vachiramba kutora pamukombe paruoko rwako kuti vanwe, ipapo uti kwavari, ‘Zvanzi naJehovha wehondo, munofanira kunwa, zvirokwazvo!’
Shona 2009?
"Zvino kana vachiramba kutora pamukombe paruoko rwako kuti vamwe, ipapo uti kwavari, `Zvanzi naJehovha wehondo, munofanira kumwa, zvirokwazvo!'
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino kana vachiramba kutora pamukombe paruoko rwako kuti vanwe, ipapo uti kwavari, ‘Zvanzi naJehovha wehondo, munofanira kunwa, zvirokwazvo!’