Jeremiah 25:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mubvumo ucaȿika pamugumo wenyika pamene; nokuti Jehova unegakaʋa namarudzi, ucatoŋga nyama yose; kana ʋari ʋakaipa, ucaʋaisa kumunondo — ndiɀo ɀinotaura Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Bope richaunga kusvikira kumagumo enyika, nokuti Jehovha achapa ndudzi mhosva; achauyisa kutonga pamusoro pamarudzi ose avanhu uye achaisa vakaipa kumunondo,’ ” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ruzha rwacho ruchariridza kusvikira kwakaperera nyika Nokuti Tenzi ane mhosva yaari kupa marudzi, ari kuzogadza dare vanhu vose, vakaipa achivauraya nebakatwa. Ndozviri kutaura Tenzi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mubvumo uchasvika pamugumo wenyika pamene; nokuti Jehovha une gakava namarudzi; uchatonga nyama yose; kana vari vakaipa, uchavaisa kumunondo, ndizvo zvinotaura Jehovha.’ ”
Shona 2009?
Mubvumo uchasvika pamugumo wenyika pamene; nokuti Jehovha une gakava namarudzi; uchatonga nyama yose; kana vari vakaipa, uchavaisa kumunondo, ndizvo zvinotaura Jehovha.' "
Shona SUB 2002 Bible
Mubvumo uchasvika pamugumo wenyika chaipo; nokuti Jehovha une gakava namarudzi; uchatonga nyama yose; kana vari vakaipa, uchavaisa kumunondo, ndizvo zvinotaura Jehovha.’ ”