Jeremiah 25:36 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Inzwai inzwi rokucema kwaʋafudzi, nokuwuŋgudza kwaʋakuru ʋamapoka! Nokuti Jehova unoparadza mafuro aʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Inzwai kuchema kwavafudzi, nokuungudza kwavatungamiriri veboka, nokuti Jehovha ari kuparadza mafuro avo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Inzwa unzwe, kuchema kuri kuita vafudzi nokuungudza kuri kuita madzichangamire amatanga, nokuti Tenzi oparadza mafuro avo,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Inzwai inzwi rokuchema kwavafudzi, nokuwungudza kwavakuru vamapoka! Nokuti Jehovha unoparadza mafuro avo.
Shona 2009?
Inzwai inzwi rokuchema kwavafudzi, nokuwungudza kwavakuru vamapoka! Nokuti Jehovha unoparadza mafuro avo.
Shona SUB 2002 Bible
Inzwai izwi rokuchema kwavafudzi, nokuwungudza kwavakuru vamapoka! Nokuti Jehovha unoparadza mafuro avo.