Jeremiah 25:37 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mafuro orugare anoparadzwa nokutsamŋa kukuru kwaJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mabumhudza ano rugare achaparadzwa nokuda kwokutsamwa kunotyisa kwaJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nezvo matanga akanyatsozvigarira zvawo anobva aparadzwa nokuda kwehasha dzinotyisa dzaTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mafuro orugare anoparadzwa nokutsamwa kukuru kwaJehovha.
Shona 2009?
Mafuro orugare anoparadzwa nokutsamwa kukuru kwaJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Mafuro orugare anoparadzwa nokutsamwa kukuru kwaJehovha.