Jeremiah 25:38 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakabva paanoʋanda seshumba; nokuti nyika yaʋo yaʋa cishamiso, nokuɗa kwokunyanya kwomunondo unomanikidza, ʋuye nokuɗa kwokutsamŋa kwake kukuru.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Seshumba, achabva panzvimbo yake yokuvanda, uye nyika yavo ichaparadzwa nokuda kwomunondo womumanikidzi, uye nokuda kwokutsamwa kunotyisa kwaJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asimuka seshumba yabva painohwanda nokuti nyika yavo haisisina chinhu pamusana pebakatwa romudzvinyiriri napamusanawo pehasha dzaTenzi dzinotyisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Wakabva paanovanda seshumba; nokuti nyika yavo yava chishamiso, nokuda kwokunyanya kwomunondo unomanikidza, uye nokuda kwokutsamwa kwake kukuru.
Shona 2009?
Wakabva paanovanda seshumba; nokuti nyika yavo yava chishamiso, nokuda kokunyanya komunondo unomanikidza, uye nokuda kokutsamwa kwake kukuru.
Shona SUB 2002 Bible
Wakabva paanovanda seshumba; nokuti nyika yavo yava chishamiso, nokuda kwokunyanya kwomunondo unomanikidza, uye nokuda kwokutsamwa kwake kukuru.