Jeremiah 25:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova wakatuma kwamuri ʋaranda ʋake ʋose ʋaprofita, acimuka maŋgwanani, aciʋatuma, asi imi hamuna‐kuterera, kana kurerekera nzeʋe dzenyu kuti munzwe,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye kunyange Jehovha akatuma varanda vake kwamuri ivo vaprofita nguva nenguva, imi hamuna kuteerera kana kurereka nzeve dzenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makaramba kuteerera kana kurerekera nzeve dzenyu kuti munzwe, kunyange Tenzi akaramba achingokutumirai varanda vake vaporofita
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha wakatuma kwamuri varanda vake vose vaporofita, achimuka mangwanani, achivatuma, asi imi hamuna kuterera, kana kurerekera nzeve dzenyu kuti munzwe,
Shona 2009?
Jehovha wakatuma kwamuri varanda vake vose vaporofita, achimuka mangwanani, achivatuma, asi imwi hamuna kuteerera, kana kurerekera nzeve dzenyu kuti munzwe,
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha akatuma kwamuri varanda vake vose vaporofita, achimuka mangwanani, achivatuma, asi imi hamuna kuteerera, kana kurerekera nzeve dzenyu kuti munzwe,