Jeremiah 25:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi hamuna‐kunditerera — ndiɀo ɀinotaura Jehova — kuti munditsamŋise namaɓasa amaʋoko enyu, muitirwe ɀakaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Asi imi hamuna kunditeerera,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “uye makanditsamwisa nezvakaitwa namaoko enyu, mukaita kuti zvakaipa zvikuwirei.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi hamuna imi kunditeerera, ndizvo zviri kutaura Tenzi, kuti imimi mungadaro mukandishatirisa nebasa ramunoita namaoko enyu zvikazokukuvadzai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Asi hamuna kunditerera, ndizvo zvinotaura Jehovha, kuti munditsamwise namabasa amaoko enyu, muitirwe zvakaipa.
Shona 2009?
"Asi hamuna kunditeerera, ndizvo zvinotaura Jehovha, kuti munditsamwise namabasa amaoko enyu, muitirwe zvakaipa.
Shona SUB 2002 Bible
“Asi hamuna kunditerera, ndizvo zvinotaura Jehovha, kuti munditsamwise namabasa amaoko enyu, muitirwe zvakaipa.