Jeremiah 26:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino pakuʋamba kwokuɓata ʋushe kwaJehoiakimi mŋanakomana waJosia, mambo waJuda, shoko iri rakabva kunaJehova, riciti:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamazuva okutanga kubata ushe kwaJehoyakimi mwanakomana waJosia mambo weJudha, shoko iri rakabva kuna Jehovha richiti,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mukutanga kutonga kwaJehoyakimu mwanakomana waJosiya mambo wokwaJudha, shoko iri rakabva kuna Tenzi rokuti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino pakuvamba kwokubata ushe hwaJehoiakimu mwanakomana waJosia, mambo waJudha, shoko iri rakabva kuna Jehovha, richiti,
Shona 2009?
Zvino pakuvamba kokubata ushe hwaJehoiakimu mwanakomana waJosiya, mambo waJudha, shoko iri rakabva kuna Jehovha, richiti,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino pakuvamba kwokubata ushe hwaJehoiakimu mwanakomana waJosiya, mambo waJudha, shoko iri rakabva kuna Jehovha, richiti,