Jeremiah 26:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino macinda aJuda akati anzwa ɀinhu iɀi, ʋakaʋuya ʋacibva kuimba yamambo ʋakaenda kuimba yaJehova, ʋakagara pasi panopindwa pasuʋo idɀa reimba yaJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Machinda eJudha akati anzwa nezvezvinhu izvi, vakakwira vachibva kumuzinda wamambo vakaenda kuimba yaJehovha vakandogara pamukova wepaSuo Idzva weimba yaJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Machinda okwaJudha paakanzwa zvinhu izvi akabuda achibva mumuzinda wamambo achienda kumba yaTenzi akasvikogara muzvigaro zvawo panopindwa napo kuSuo Guru Idzva remba yaTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino machinda aJudha akati anzwa zvinhu izvi, vakauya vachibva kuimba yamambo vakaenda kuimba yaJehovha, vakagara pasi panopindwa pasuo idzva reimba yaJehovha.
Shona 2009?
Zvino machinda aJudha akati anzwa zvinhu izvi, vakauya vachibva kuimba yamambo vakaenda kuimba yaJehovha, vakagara pasi panopindwa pasuo idzva reimba yaJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino machinda aJudha akati anzwa zvinhu izvi, vakauya vachibva kuimba yamambo vakaenda kuimba yaJehovha, vakagara pasi panopindwa pasuwo idzva reimba yaJehovha.