Jeremiah 26:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Jeremia wakataura namacinda ose ʋuye naʋanhu ʋose, aciti: Jehova ndiye wakandituma kuti ndiprofitere imba ino neguta rino mashoko ose amakanzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jeremia akati kumachinda ose nokuvanhu vose, “Jehovha akandituma kuzoprofita pamusoro peimba ino napamusoro peguta rino, zvinhu zvose zvamakanzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jeremiya ndokubva ataura kumachinda ose nokuvanhu vose achiti, “Tenzi akandituma kuzoporofita ndakanangana nemba ino uye neguta iro rino mashoko ose amanzwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Jeremiya wakataura namachinda ose uye navanhu vose, achiti, “Jehovha ndiye wakandituma kuti ndiporofitire imba ino neguta rino mashoko ose amakanzwa.
Shona 2009?
Ipapo Jeremiya wakataura namachinda ose uye navanhu vose, achiti, "Jehovha ndiye wakandituma kuti ndiporofitire imba ino neguta rino mashoko ose amakanzwa.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Jeremiya wakataura namachinda ose uye navanhu vose, achiti, “Jehovha ndiye wakandituma kuti ndiporofitire imba ino neguta rino mashoko ose amakanzwa.