Jeremiah 26:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana ndirini, tarirai, ndiri mumaʋoko enyu; ndiitirei ɀakanaka neɀakarurama pakuʋona kwenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kana ndirini, ndiri mumaoko enyu; itai henyu zvamunofunga pamusoro pangu sezvamunoona zvakanaka uye zvakarurama.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana ndiri ini, hezvika ndiri mumaoko menyu, itai henyu neni zvamunoona kuti zvakanaka uye zviri pamwero.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Asi kana ndirini, tarirai, ndiri mumaoko enyu; ndiitirei zvakanaka nezvakarurama pakuona kwenyu.
Shona 2009?
"Asi kana ndirini, tarirai, ndiri mumaoko enyu; ndiitirei zvakanaka nezvakarurama pakuona kwenyu.
Shona SUB 2002 Bible
“Asi kana ndirini, tarirai, ndiri mumaoko enyu; ndiitirei zvakanaka nezvakarurama pakuona kwenyu.