Jeremiah 26:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋamŋe ʋaʋakuru ʋenyika ʋakasimuka, ʋakataura neʋuŋgano yose yaʋanhu, ʋaciti:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vamwe vavakuru venyika vakasimuka vakati kuungano yose yavanhu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo vamwe vakuru vakuru venyika iyi akasumuka akataurira gungano ravanhu vose ivavo kuti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vamwe vavakuru venyika vakasimuka, vakataura neungano yose yavanhu, vachiti,
Shona 2009?
Zvino vamwe vavakuru venyika vakasimuka, vakataura neungano yose yavanhu, vachiti,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vamwe vavakuru venyika vakasimuka, vakataura neungano yose yavanhu, vachiti,