Jeremiah 26:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mikaya muMorashtiti wakaprofita pamazuʋa aHezekia mambo waJuda; akataura naʋanhu ʋose ʋaJuda, aciti: Ɀanzi naJehova wehondo: Zioni ricarimŋa somunda, neJerusarema ricaʋa mirwi yamabge, negomo reimba ricaita senɀimbo dzakakwirira dzeɗondo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Mikaya wokuMorasheti akaprofita pamazuva aHezekia mambo weJudha. Akaudza vanhu vose veJudha kuti, ‘Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, ‘Zioni richarimwa somunda, Jerusarema richava murwi wamabwe, negomo retemberi richava chikomo, chamera miti.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Mika wokuMoresheti akamboporofita mumazuva aHezikiya mambo wokwaJudha achitaurira vanhu vose vokwaJudha achiti: “Zvanzi naTenzi wehondo nehondo guta reZioni richarimwa somunda, Jerusaremu ichava murwi wamatongo gomo reTemberi richasara rava sango zvaro riri pakatunhumara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Mikaya muMorashitiri wakaporofita pamazuva aHezekia mambo waJudha; akataura navanhu vose vaJudha, achiti, ‘Zvanzi naJehovha wehondo, Zioni richarimwa somunda, neJerusaremu richava mirwi yamabwe, negomo reimba richaita senzvimbo dzakakwirira dzedondo.’
Shona 2009?
"Mikaya muMorashitiri wakaporofita pamazuva aHezekia mambo waJudha; akataura navanhu vose vaJudha, achiti, `Zvanzi naJehovha wehondo, Ziyoni richarimwa somunda, neJerusaremu richava mirwi yamabwe, negomo reimba richaita senzvimbo dzakakwirira dzedondo.'
Shona SUB 2002 Bible
“Mikaya muMorashitiri wakaporofita pamazuva aHezekiya mambo waJudha; akataura navanhu vose vaJudha, achiti, ‘Zvanzi naJehovha wehondo, Zioni richarimwa somunda, neJerusaremu richava mirwi yamabwe, negomo reimba richaita senzvimbo dzakakwirira dzedondo.’