Jeremiah 26:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mambo Jehoiakimi, naʋakuru ʋake ʋose, namacinda ose, ʋakati ʋanzwa mashoko ake, mambo akatȿaka kumuʋuraya; asi Uria wakati aciɀinzwa, akatya, akatizira Egipita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo Jehoyakimi namakurukota ake ose namachinda ake vakati vanzwa mashoko ake, mambo akatsvaka kumuuraya. Asi Uria akazvinzwa akatya ndokubva atizira kuIjipiti.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mashoko iwayo paakasvika munzeve dzamambo Jehoyakimu pamwechete navarwi vake vehondo namachinda ake, mambo akada kumuuraya. Asi Uriya paakazvinzwawo akatya ndokubva atiza akaenda kuIjipiti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mambo Jehoiakimu, navakuru vake vose, namachinda ose, vakati vanzwa mashoko ake, mambo akatsvaka kumuuraya; asi Uriya wakati achizvinzwa akatya, akatizira Ijipiti.
Shona 2009?
Zvino mambo Jehoiakimu, navakuru vake vose, namachinda ose, vakati vanzwa mashoko ake, mambo akatsvaka kumuuraya; asi Uriya wakati achizvinzwa akatya, akatizira Ijipiti.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mambo Jehoiakimu, navakuru vake vose, namachinda ose, vakati vanzwa mashoko ake, mambo akatsvaka kumuuraya; asi Uriya wakati achizvinzwa akatya, akatizira Ijipiti.