Jeremiah 26:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mambo Jehoiakimi akatuma ʋanhu Egipita, ʋaiti Ernatani mŋanakomana waAkbori, naʋamŋe ʋanhu naye, ʋaende Egipita;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange zvakadaro, mambo Jehoyakimi akatuma Erinatani mwanakomana waAkibhori kuIjipiti, pamwe chete navamwe varume.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo Jehoyakimu akazotumira kuIjipiti vamwe varume, vanoti Erinatani mwanakomana waAkibhori navamwewo varume vaaiva navo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mambo Jehoiakini akatuma vanhu Ijipiti, vaiti Erinatani mwanakomana waAkibhori, navamwe vanhu naye, vaende Ijipiti;
Shona 2009?
Mambo Jehoiakini akatuma vanhu Ijipiti, vaiti Erinatani mwanakomana waAkibhori, navamwe vanhu naye, vaende Ijipiti,
Shona SUB 2002 Bible
Mambo Jehoiakini akatuma vanhu Ijipiti, vaiti Erinatani mwanakomana waAkibhori, navamwe vanhu naye, vaende Ijipiti;