Jeremiah 26:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akandotora Uria Egipita, ʋakaʋuya naye kuna mambo Jehoiakimi, iye ndokumuʋuraya nomunondo, akakandira citunha cake mumarinda aʋanhu ʋasiŋgakudzwi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakabudisa Uria kubva kuIjipiti vakamuendesa kuna Mambo Jehoyakimi uyo akaita kuti aurayiwe uye mutumbi wake ukakandwa kunzvimbo yaivigirwa vanhuwo zvavo).
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakandotora Uriya kuIjipiti vakauya naye kuna mambo Jehoyakimu, mambo akamuuraya nebakatwa akakanda chitunha chake munzvimbo yokuviga voruzhinji.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akandotora Uriya Ijipiti, vakauya naye kuna mambo Jehoiakimu, iye ndokumuuraya nomunondo, akakandira chitunha chake mumarinda avanhu vasingakudzwi.
Shona 2009?
akandotora Uriya Ijipiti, vakauya naye kuna mambo Jehoiakimu, iye ndokumuuraya nomunondo, akakandira chitunha chake mumarinda avanhu vasingakudzwi.
Shona SUB 2002 Bible
akandotora Uriya Ijipiti, vakauya naye kuna mambo Jehoiakimu, iye ndokumuuraya nomunondo, akakandira chitunha chake mumarinda avanhu vasingakudzwi.