Jeremiah 26:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ruʋoko rwaAhikami mŋanakomana waShafani rwakaɓatsira Jeremia, ʋakasamuisa mumaʋoko aʋanhu kuti ʋamuʋuraye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamusoro paizvozvo Ahikami mwanakomana waShafani akatsigira Jeremia, nokudaro haana kuzoiswa mumaoko avanhu kuti aurayiwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Jeremiya akachengeteka mumaoko maAhikamu mwanakomana wokwaShafani zvokuti haana kuzoturirwa kuvanhu kuti vamuuraye.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi ruoko rwaAhikami mwanakomana waShafani rwakabatsira Jeremiya, vakasamuisa mumaoko avanhu kuti vamuuraye.
Shona 2009?
Asi ruoko rwaAhikami mwanakomana waShafani rwakabatsira Jeremiya, vakasamuisa mumaoko avanhu kuti vamuuraye.
Shona SUB 2002 Bible
Asi ruoko rwaAhikami mwanakomana waShafani rwakabatsira Jeremiya, vakasamuisa mumaoko avanhu kuti vamuuraye.