Jeremiah 26:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀimŋe ʋaŋgaterera, ʋakadzoka mumŋe nomumŋe panzira yake yakaipa; kuti ndiɀiɗembe pamsoro peɀakaipa ɀandinofuŋga kuʋaitira nokuɗa kweɀakaipa ɀaʋo ɀaʋanoita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvimwe vachanzwa mumwe nomumwe akadzoka panzira dzake dzakaipa. Ipapo ndichazvidemba ndikarega kuisa pamusoro pavo njodzi yandanga ndichifunga kuvaitira nokuda kwezvakaipa zvavakaita.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvimwe vangateerere, munhu wose akatendeuka pakuita kwake kwakaipa kuitira kuti ndirege kuita kwavari chakaipa chandanga ndavarongera pamusana pezvakaipa zvavakaita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvimwe vangaterera, vakadzoka mumwe nomumwe panzira yake yakaipa; kuti ndizvidembe pamusoro pezvakaipa zvandinofunga kuvaitira nokuda kwezvakaipa zvavo zvavanoita.’ ”
Shona 2009?
Zvimwe vangateerera, vakadzoka mumwe nomumwe panzira yake yakaipa; kuti ndizvidembe pamusoro pezvakaipa zvandinofunga kuvaitira nokuda kwezvakaipa zvavo zvavanoita.' "
Shona SUB 2002 Bible
Zvimwe vangaterera, vakadzoka mumwe nomumwe panzira yake yakaipa; kuti ndizvidembe pamusoro pezvakaipa zvandinofunga kuvaitira nokuda kwezvakaipa zvavo zvavanoita.’ ”