Jeremiah 26:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Uti kwaʋari: Ɀanzi naJehova: Kana musiŋgaɗi kundinzwa, kuti mufambe nomurairo waŋgu, wandakaisa pamberi penyu,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uti kwavari, ‘Zvanzi naJehovha: Kana musinganditeereri, uye musingateveri murayiro wangu, wandakaisa pamberi penyu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Unofanira kuvataurira kuti zvanzi naTenzi kana mukarega kunditeerera kuti mufambe mumurau wangu wandakaisa pamberi penyu,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uti kwavari, “Zvanzi naJehovha, ‘Kana musingadi kundinzwa, kuti mufambe nomurayiro wangu, wandakaisa pamberi penyu,
Shona 2009?
Uti kwavari, "Zvanzi naJehovha, `Kana musingadi kundinzwa, kuti mufambe nomurayiro wangu, wandakaisa pamberi penyu,
Shona SUB 2002 Bible
Uti kwavari, “Zvanzi naJehovha, ‘Kana musingadi kundinzwa, kuti mufambe nomurairo wangu, wandakaisa pamberi penyu,