Jeremiah 26:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti munzwe mashoko aʋaranda ʋaŋgu ʋaprofita, ʋandinotuma kwamuri, ndicimuka maŋgwanani ndiciʋatuma, asi hamuna‐kunzwa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye kana musingateereri mashoko avaranda vangu ivo vaprofita, vandakatuma ndikatumazve kwamuri (Kunyange musina kuteerera),
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kana kunzwa mazwi avaranda vangu vaporofita vandinokutumirai zvechimbichimbi kunyange zvazvo imi musina kumboita hanya nazvo,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti munzwe mashoko avaranda vangu vaporofita, vandinotuma kwamuri, ndichimuka mangwanani ndichivatuma, asi hamuna kunzwa;
Shona 2009?
kuti munzwe mashoko avaranda vangu vaporofita, vandinotuma kwamuri, ndichimuka mangwanani ndichivatuma, asi hamuna kunzwa;
Shona SUB 2002 Bible
kuti munzwe mashoko avaranda vangu vaporofita, vandinotuma kwamuri, ndichimuka mangwanani ndichivatuma, asi hamuna kunzwa;