Jeremiah 26:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀino ndicaita imba ino iʋe seShiro, neguta rino ndicariita cinhu cinotukwa namarudzi ose enyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
ipapo ndichaita kuti imba ino ive seShiro uye guta rino kuti rive chinhu chinotukwa pakati pendudzi dzose dzepanyika.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nezvo Temberi iyi ndava kuiita sezvandakaita yokuShiro uye guta rino ndichariita kuti rive guta rakarengererwa rushambwa pamarudzi ose apasi pano.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvino ndichaita imba ino ive seShiro, neguta rino ndichariita chinhu chinotukwa namarudzi ose enyika.’ ”
Shona 2009?
zvino ndichaita imba ino ive seShiro, neguta rino ndichariita chinhu chinotukwa namarudzi ose enyika.' "
Shona SUB 2002 Bible
zvino ndichaita imba ino ive seShiro, neguta rino ndichariita chinhu chinotukwa namarudzi ose enyika.’ ”