Jeremiah 26:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋaprista naʋaprofita naʋanhu ʋose ʋakanzwa Jeremia acitaura mashoko awa mumba maJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vaprista navaprofita navanhu vose vakanzwa Jeremia achitaura mashoko aya ari mumba maJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vapristi navaporofita navanhu vose vakanzwa Jeremiya achitaura mazwi iwaya mumba yaTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vapristi navaporofita navanhu vose vakanzwa Jeremiya achitaura mashoko awa mumba maJehovha.
Shona 2009?
Vaprista navaporofita navanhu vose vakanzwa Jeremiya achitaura mashoko awa mumba maJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Vapristi navaporofita navanhu vose vakanzwa Jeremiya achitaura mashoko awa mumba maJehovha.