Jeremiah 26:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakaprofiterei nezita raJehova, uciti: Imba ino icaʋa seShiro, guta rino ricaʋa ɗoŋgo, risina‐unogara’mo? Ʋanhu ʋose ʋakaʋuŋganira Jeremia mumba maJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Unoprofitirei muzita raJehovha uchiti imba ino ichava seShiro uye guta rino richava dongo uye richashaya anogaramo?” Vanhu vose vakaunganira Jeremia mumba maJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Unotopafa chete! Waporofitirei muzita raTenzi uchiti Temberi ino ichaitwa sezvakaitwa yokuShiro uye kuti guta rino richava dongo risina anogaramo?” Izvozvo vanhu vose vakaunganira Jeremiya imomo mumba yaTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Wakaporofitirei nezita raJehovha, uchiti, ‘Imba ino ichava seShiro, guta rino richava dongo, risina unogaramo?’ ” Vanhu vose vakaunganira Jeremiya mumba maJehovha.
Shona 2009?
Wakaporofitirei nezita raJehovha, uchiti, 'Imba ino ichava seShiro, guta rino richava dongo, risina unogaramo?' " Vanhu vose vakaunganira Jeremiya mumba maJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Wakaporofitirei nezita raJehovha, uchiti, ‘Imba ino ichava seShiro, guta rino richava dongo, risina unogaramo?’ ” Vanhu vose vakaunganira Jeremiya mumba maJehovha.