Jeremiah 27:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pakuʋamba kwokuɓata ʋushe kwaJehoiakimi mŋanakomana waJosia, mambo waJuda, shoko iri rakaȿika kunaJeremia ricibva kunaJehova, riciti:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakutanga kwokubata ushe kwaZedhekia mwanakomana waJosia mambo weJudha, shoko iri rakasvika kuna Jeremia richibva kuna Jehovha, richiti:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakutanga kutonga kwakaita Zedhekia mwanakomana waJosiya mambo wokwaJudha, kwakauya shoko iri kuna Jeremiya richibva kuna Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakuvamba kwokubata ushe kwaJehoiakimu mwanakomwana waJosia, mambo waJudha, shoko iri rakasvika kuna Jeremiya richibva kuna Jehovha, richiti,
Shona 2009?
Pakuvamba kokubata ushe kwaJehoiakimu mwanakomwana waJosiya, mambo waJudha, shoko iri rakasvika kuna Jeremiya richibva kuna Jehovha, richiti,
Shona SUB 2002 Bible
Pakuvamba kwokubata ushe kwaJehoiakimu mwanakomwana waJosiya, mambo waJudha, shoko iri rakasvika kuna Jeremiya richibva kuna Jehovha, richiti,