Jeremiah 27:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti ʋanokuprofiterai nhema, kuti muiswe kure nenyika yenyu, kuti ini ndikudziŋgirei kunze, muparare.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanokuprofiterai nhema dzichangoita kuti mubviswe muendeswe kure nenyika dzenyu; ndichakudzingai uye muchaparara.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chiripo chaicho ndechokuti inhema chaidzo dzavari kukuporofitirai zvichakusvitsai pakubviswa muchiendeswa kure nenyika yenyu izvozvo ini ndichakudzingai muno mugoparara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti vanokuporofiterai nhema, kuti muiswe kure nenyika yenyu, kuti ini ndikudzingirei kunze, muparare.’
Shona 2009?
nokuti vanokuporofitirai nhema, kuti muiswe kure nenyika yenyu, kuti ini ndikudzingirei kunze, muparare.'
Shona SUB 2002 Bible
nokuti vanokuporofiterai nhema, kuti muiswe kure nenyika yenyu, kuti ini ndikudzingirei kunze, muparare.’