Jeremiah 27:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀisina‐kutorwa naNebukadnezari mambo weBabironi, paŋguʋa yaakatapa Jekonia, mŋanakomana waJehoiakimi, mambo waʋaJuda, paJerusarema, akamuisa Babironi, pamŋe cete naʋakuru ʋose ʋaʋaJuda naʋeJerusarema;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
zvisina kutorwa naNebhukadhinezari mambo weBhabhironi paakatapa Jehoyakini mwanakomana waJehoyakimi mambo weJudha kubva kuJerusarema achimuendesa kuBhabhironi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
zvisina kutorwa naNebhukadhineza mambo weBhabhironi paakatapa muJerusaremu Jekoniya mwanakomana waJehoyakimu mambo wokwaJudha navose vokumbahuru yokwaJudha neveJerusaremu achivaendesa kuBhabhironi,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvisina kutorwa naNebhukadhinezari mambo weBhabhironi, panguva yaakatapa Jekonia, mwanakomana waJehoiakimu, mambo wavaJudha, paJerusaremu, akamuisa Bhabhironi, pamwechete navakuru vose vavaJudha naveJerusaremu;
Shona 2009?
zvisina kutorwa naNebhukadhinezari mambo weBhabhironi, panguva yaakatapa Jekonia, mwanakomana waJehoiakimu, mambo wavaJudha, paJerusaremu, akamuisa Bhabhironi, pamwechete navakuru vose vavaJudha naveJerusaremu;
Shona SUB 2002 Bible
zvisina kutorwa naNebhukadhineza mambo weBhabhironi, panguva yaakatapa Jekonia, mwanakomana waJehoiakimu, mambo wavaJudha, paJerusaremu, akamuisa Bhabhironi, pamwechete navakuru vose vavaJudha naveJerusaremu;