Jeremiah 27:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
uɀitumire kunamambo waEdomi, nokunamambo waMoabi, nokunamambo waʋana ʋaAmoni, nokunamambo weTire, nokunamambo weSidoni, noruʋoko rwenhume dzinoʋuya Jerusarema kunaZedekia mambo waJuda;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo ugotuma shoko kuna mambo weEdhomu, nokuna mambo weMoabhu, noweAmoni, noweTire neSidhoni noruoko rwenhume dzinouya kuJerusarema kuna Zedhekia mambo weJudha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
utumire shoko kuna mambo weEdhomu namambo weMoabhu namambo wavanakomana vokwaAmoni namambo wokuTire namambo wokuSidhoni uritumire nenhume dzakauya kuJerusaremu kuna Zedhekiya mambo wokwaJudha.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
uzvitumire kuna mambo waEdhomu, nokuna mambo waMoabhu, nokuna mambo wavana vaAmoni, nokuna mambo weTire, nokuna mambo weSidhoni, noruoko rwenhume dzinouya Jerusaremu kuna Zedhekia mambo waJudha;’
Shona 2009?
uzvitumire kuna mambo waEdhomu, nokuna mambo waMoabhu, nokuna mambo wavana vaAmoni, nokuna mambo weTire, nokuna mambo weSidhoni, noruoko rwenhume dzinouya Jerusaremu kuna Zedhekia mambo waJudha,'
Shona SUB 2002 Bible
uzvitumire kuna mambo waEdhomu, nokuna mambo waMoabhu, nokuna mambo wavana vaAmoni, nokuna mambo weTaya, nokuna mambo weSidhoni, noruoko rwenhume dzinouya Jerusaremu kuna Zedhekiya mambo waJudha;’