Jeremiah 27:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ini ndakaita nyika, naʋanhu neɀipfuwo ɀiri pasi pose, nesimba raŋgu guru ʋuye noruʋoko rwaŋgu rwakatambanudzwa; ɀino ndinoɀipa wandinoti ndiye wakafanirwa naɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakaita nyika navanhu vayo, nemhuka dziri mairi nesimba rangu guru uye noruoko rwakatambanudzwa, uye ndinoipa kuna ani zvake anondifadza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
zvino mochindozivisa vakuru venyu shoko iri rokuti, ‘Inini namasimba angu makuru nesimba roruoko rwangu ndini ndakasika nyika pamwechete navanhu nemhuka zviri panyika. Ndinozvipa kunaani zvake wandinenge ndaona kuti zvakakodzera kumupa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
‘Ini ndakaita nyika, navanhu nezvipfuo zviri pasi pose, nesimba rangu guru uye noruoko rwangu rwakatambanudzwa; zvino ndinozvipa wandinoti ndiye wakafanirwa nazvo.’
Shona 2009?
`Ini ndakaita nyika, navanhu nezvipfuwo zviri pasi pose, nesimba rangu guru uye noruoko rwangu rwakatambanudzwa, zvino ndinozvipa wandinoti ndiye wakafanirwa nazvo.'
Shona SUB 2002 Bible
‘Ini ndakaita nyika, navanhu nezvipfuo zviri pasi pose, nesimba rangu guru uye noruoko rwangu rwakatambanudzwa; zvino ndinozvipa wandinoti ndiye wakafanirwa nazvo.’