Jeremiah 27:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ini ndakaisa nyika idzi dzose muruʋoko rwaNebukadnezari mambo weBabironi, muranda waŋgu; nemhuka dzose dzeɓundo ndakamupa ʋo kuti dzimushumire.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino, ndichapa nyika dzako dzose kumuranda wangu Nebhukadhinezari mambo weBhabhironi; uye kuti kunyange zvikara zvesango zvive pasi pake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pari zvino nyika dzose idzodzi ndadziisa mumaoko maNebhukadhineza, mambo weBhabhironi, muranda wangu. Ndakamupawo zvikara zvesango kuti zvimushandire.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ini ndakaisa nyika idzi dzose muruoko rwaNebhukadhinezari mambo weBhabhironi, muranda wangu; nemhuka dzose dzebundo ndakamupawo kuti dzimushumire.
Shona 2009?
Zvino ini ndakaisa nyika idzi dzose muruoko rwaNebhukadhinezari mambo weBhabhironi, muranda wangu; nemhuka dzose dzebundo ndakamupawo kuti dzimushumire.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino ini ndakaisa nyika idzi dzose muruoko rwaNebhukadhineza mambo weBhabhironi, muranda wangu; nemhuka dzose dzebundo ndakamupawo kuti dzimushumire.