Jeremiah 28:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Enda undoʋudza Hanania, uti: Ɀanzi naJehova: Wavuna majoko amatanda, asi waita panɀimbo yaɀo majoko esimbi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Enda undoudza Hanania kuti, ‘Zvanzi naJehovha: Wavhuna joko redanda, asi panzvimbo yaro uchawana joko resimbi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Enda undoudza Hananiya kuti zvanzi naTenzi, wakatyoraka iwe joko rechimuti asi uchatogadzira joko resimbi rokuritsiva naro
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Enda undoudza Hanania, uti, ‘Zvanzi naJehovha, wavhuna majoko amatanda, asi waita panzvimbo yazvo majoko esimbi.’
Shona 2009?
"Enda undoudza Hanania, uti, `Zvanzi naJehovha, wavhuna majoko amatanda, asi waita panzvimbo yazvo majoko esimbi.'
Shona SUB 2002 Bible
“Enda undoudza Hanania, uti, ‘Zvanzi naJehovha, wavhuna majoko amatanda, asi waita panzvimbo yazvo majoko esimbi.’