Jeremiah 28:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo muprofita Jeremia wakati kumuprofita Hanania: Cinzwa ɀino, Hanania: Jehova haana‐kukutuma, asi iwe unotendisa ʋanhu aʋa nhema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo muprofita Jeremia akati kuna Hanania muprofita, “Chinzwa, Hanania! Jehovha haana kukutuma iwe, asi wakanyengerera rudzi urwu kuti ruvimbe nenhema dzako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muporofita Jeremiya ndokuti kumuporofita Hananiya, “Chinzwa Hananiya! Tenzi haana kumbokutuma iwe! Asi uri kuita kuti vanhu ava vavimbe namanyepo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo muporofita Jeremiya wakati kumuporofita Hanania, “Chinzwa zvino, Hanania, Jehovha haana kukutuma, asi iwe unotendisa vanhu ava nhema.
Shona 2009?
Ipapo muporofita Jeremiya wakati kumuporofita Hanania, "Chinzwa zvino, Hanania, Jehovha haana kukutuma, asi iwe unotendisa vanhu ava nhema.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo muporofita Jeremiya wakati kumuporofita Hanania, “Chinzwa zvino, Hanania, Jehovha haana kukutuma, asi iwe unotendisa vanhu ava nhema.