Jeremiah 28:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muprofita, unoprofita ɀorugare, kana shoko romuprofita uyo rikaitika, muprofita uyo ucazikanwa kuti wakatumŋa naJehova ɀirokwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi muprofita anoprofita zvorugare ndiye achazivikanwa somunhu akatumwa naJehovha zvechokwadi kana chete shoko raakaprofita rikaitika.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwaiti kana muporofita akaporofita nezvorugare, shoko romuporofita iyeyo rikazoitika, ndopaizozikanwa kuti zvechokwadi Tenzi ndiye akatuma muporofita iyeyo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Muporofita, unoporofita zvorugare, kana shoko romuporofita uyo rikaitika, muporofita uyo uchazvikanwa kuti wakatumwa naJehovha zvirokwazvo.”
Shona 2009?
"Muporofita, unoporofita zvorugare, kana shoko romuporofita uyo rikaitika, muporofita uyo uchazikamwa kuti wakatumwa naJehovha zvirokwazvo."
Shona SUB 2002 Bible
“Muporofita, unoporofita zvorugare, kana shoko romuporofita uyo rikaitika, muporofita uyo uchazivikanwa kuti wakatumwa naJehovha zvirokwazvo.”