Jeremiah 29:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino awa ndiwo mashoko orugwaro rwakatumŋa nomuprofita Jeremia ari paJerusarema kuʋakuru ʋakaŋga ʋasara kunaʋakatapxa, nokuʋaprista nokuʋaprofita, nokuʋanhu ʋose, ʋakaŋga ʋakatapxa paJerusarema naNebukadnezari, ʋakaiswa Babironi,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino aya ndiwo mashoko etsamba yakatumwa nomuprofita Jeremia kubva kuJerusarema ichienda kuvakuru vakanga vasara pakati pavatapwa, navaprista, navaprofita, navamwe vanhu vose vakanga vaendeswa muutapwa kuBhabhironi naNebhukadhinezari vachibviswa kuJerusarema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Haanoi mashoko etsamba yakatumirwa naJeremiya ichibva kuJerusaremu ichienda kuvakuru vakuru vose vevakatapwa vaya, nokuvapristi nokuvaporofita nokuvanhu vose vakanga vatapwa naNebhukadhineza muJerusaremu vachiendwa navo kuutapwa kuBhabhironi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino awa ndiwo mashoko orugwaro rwakatumwa nomuporofita Jeremiya ari paJerusaremu kuvakuru vakanga vasara kuna vakatapwa, nokuvapristi nokuvaporofita, nokuvanhu vose, vakanga vakatapwa paJerusaremu naNebhukadhinezari, vakaiswa Bhabhironi,
Shona 2009?
Zvino awa ndiwo mashoko orugwaro rwakatumwa nomuporofita Jeremiya ari paJerusaremu kuvakuru vakanga vasara kuna vakatapwa, nokuvaprista nokuvaporofita, nokuvanhu vose, vakanga vakatapwa paJerusaremu naNebhukadhinezari, vakaiswa Bhabhironi,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino awa ndiwo mashoko orugwaro rwakatumwa nomuporofita Jeremiya ari paJerusaremu kuvakuru vakanga vasara kuna vakatapwa, nokuvapristi nokuvaporofita, nokuvanhu vose, vakanga vakatapwa paJerusaremu naNebhukadhineza, vakaiswa Bhabhironi,