Jeremiah 29:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀanzi naJehova pamsoro pamambo ugere pacigaro coʋushe caDavidi, napamsoro paʋanhu ʋose ʋagere muguta rino, idzo hama dzenyu dzisina‐kuenda nemi pakutapxa kwenyu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
asi zvanzi naJehovha pamusoro pamambo achagara pachigaro choushe chaDhavhidhi navanhu vose vanosara vari muguta rino, vanhu venyika yenyu vasina kuenda nemi muutapwa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
hezvinoi zviri kutaura Tenzi nezvamambo agere pachigaro choumambo hwokwaDhavhidhi uye nezvevanhu vose vagere muguta rino ivo hama dzenyu dzisina kuenda nemi kuutapwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvanzi naJehovha pamusoro pamambo ugere pachigaro choushe chaDhavhidhi, napamusoro pavanhu vose vagere muguta rino, idzo hama dzenyu dzisina kuenda nemi pakutapwa kwenyu;
Shona 2009?
zvanzi naJehovha pamusoro pamambo ugere pachigaro choushe chaDhavhidhi, napamusoro pavanhu vose vagere muguta rino, idzo hama dzenyu dzisina kuenda nemwi pakutapwa kwenyu;
Shona SUB 2002 Bible
zvanzi naJehovha pamusoro pamambo ugere pachigaro choushe chaDhavhidhi, napamusoro pavanhu vose vagere muguta rino, idzo hama dzenyu dzisina kuenda nemi pakutapwa kwenyu;