Jeremiah 29:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋatapxa ʋose ʋaJuda, ʋari Babironi, ʋacatora kwaʋari shoko rokutuka naro, ʋaciti: Jehova akuite saZedekia ʋuye saAhabi, ʋakagocwa pamŋoto namambo weBabironi;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuda kwavo, vatapwa vose vakabva kuJudha vari muBhabhironi vachashandisa chituko ichi: ‘Jehovha akuitire sezvaakaita kuna Zedhekia naAhabhu avo vakapiswa mumoto namambo weBhabhironi.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ivava ava vachakonzera kuti nhapwa dzose dzokwaJudha dziri muBhabhironi dzizogarotaura tsumo yorushambwa yokuti: ‘Tenzi ngaakuite hwaZedhekiya naAhabhu vakakangwa mumoto namambo weBhabhironi’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vatapwa vose vaJudha, vari Bhabhironi, vachatora kwavari shoko rokutuka naro,’ vachiti, ‘Jehovha akuite saZedhekia uye saAhabhi,’ vakagochwa pamoto namambo weBhabhironi.
Shona 2009?
vatapwa vose vaJudha, vari Bhabhironi, vachatora kwavari shoko rokutuka naro,' vachiti, ‘Jehovha akuite saZedhekia uye saAhabhi,' vakagochwa pamoto namambo weBhabhironi.
Shona SUB 2002 Bible
vatapwa vose vaJudha, vari Bhabhironi, vachatora kwavari shoko rokutuka naro,’ vachiti, ‘Jehovha akuite saZedhekiya uye saAhabhi,’ vakagochwa pamoto namambo weBhabhironi.