Jeremiah 29:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀaakatuma shoko kwatiri paBabironi, aciti: Ŋguʋa irefu, ʋakai dzimba mugare’mo; simai minda, mudye ɀiɓereko ɀayo?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akatuma shoko iri kwatiri paBhabhironi, achiti: Zvichatora nguva yakareba. Naizvozvo zvivakirei dzimba mugogara; murime mapindu mugodya zvibereko zvawo.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hezvi akatitumira shoko kuBhabhironi rokuti, ‘Kuchaita nguva ndefu chaiyo muri kuutapwa. Chivakai dzimba mugaremo henyu musime mapindu mudye michero yawo.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvaakatuma shoko kwatiri paBhabhironi, achiti, ‘Nguva irefu, vakai dzimba mugaremo; simai minda, mudye zvibereko zvayo?’ ”
Shona 2009?
zvaakatuma shoko kwatiri paBhabhironi, achiti, `Nguva irefu, vakai dzimba mugaremo; simai minda, mudye zvibereko zvayo?' "
Shona SUB 2002 Bible
zvaakatuma shoko kwatiri paBhabhironi, achiti, ‘Nguva irefu, vakai dzimba mugaremo; simai minda, mudye zvibereko zvayo?’ ”