Jeremiah 29:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
noruʋoko rwaErasa, mŋanakomana waShafani, naGemaria, mŋanakomana waHirkia, ʋakaŋga ʋatumŋa Babironi naZedekia mambo waJuda kunaNebukadnezari mambo weBabironi, aciti:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaendesa tsamba iyi noruoko rwaErasa, mwanakomana waShafani, naGemaria mwanakomana waHirikia, avo vakatumwa naZedhekia mambo waJudha kuna Mambo Nebhukadhinezari kuBhabhironi. Yaiti:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tsamba iyi yakatumidzirwa namaoko aErasa mwanakomana waShafani aina Gemariya mwanakomana waHirikiya akatumwa naZedhekiya mambo wokwaJudha kuBhabhironi kuna Nebhukadhineza mambo weBhabhironi ichiti:
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
noruoko rwaErasa, mwanakomana waShafani, naGemaria, mwanakomana waHirikia, vakanga vatumwa Bhabhironi naZedhekia mambo waJudha kuna Nebhukadhinezari mambo weBhabhironi, achiti,
Shona 2009?
noruoko rwaErasa, mwanakomana waShafani, naGemaria, mwanakomana waHirikia, vakanga vatumwa Bhabhironi naZedhekia mambo waJudha kuna Nebhukadhinezari mambo weBhabhironi, achiti,
Shona SUB 2002 Bible
noruoko rwaErasa, mwanakomana waShafani, naGemaria, mwanakomana waHirikia, vakanga vatumwa Bhabhironi naZedhekiya mambo waJudha kuna Nebhukadhineza mambo weBhabhironi achiti,