Jeremiah 29:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀanzi naJehova wehondo, Mŋari waIsraeri, kunaʋose ʋakatapxa, ʋandakatapisa Jerusarema ʋaiswe Babironi:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, Mwari waIsraeri, kuna vose vandakaendesa muutapwa kuBhabhironi vachibva kuJerusarema,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Zvanzi naTenzi wehondo nehondo, Mwari weIsiraeri kunemi nhapwa dzose dzandakaendesa kuBhabhironi kuutapwa dzichibva kuJerusaremu:
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvanzi naJehovha wehondo, Mwari waIsiraeri, kuna vose vakatapwa, vandakatapisa Jerusaremu vaiswe Bhabhironi.
Shona 2009?
"Zvanzi naJehovha wehondo, Mwari waIsiraeri, kuna vose vakatapwa, vandakatapisa Jerusaremu vaiswe Bhabhironi.
Shona SUB 2002 Bible
“Zvanzi naJehovha wehondo, Mwari waIsiraeri, kuna vose vakatapwa, vandakatapisa Jerusaremu vaiswe Bhabhironi.