Jeremiah 29:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mutȿake rugare rweguta kwandakakutapisai, murinyeŋgeterere kunaJehova; nokuti norugare rwaro imi mucaʋa norugare ʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uyezve, mutsvake rugare nokubudirira kweguta randakakuendesai kuutapwa. Murinyengeterere kuna Jehovha, nokuti kana rikabudirira, nemiwo muchabudirira.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vavarirai kuti guta randinenge ndakuendesai muutapwa rive norugare murinamatire kuna Tenzi nokuti kugarika kwaro ndiko kugarikawo kwenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mutsvake rugare rweguta kwandakakutapisai, murinyengeterere kuna Jehovha; nokuti norugare rwaro imi muchava norugarewo.
Shona 2009?
Mutsvake rugare rweguta kwandakakutapisai, murinyengeterere kuna Jehovha; nokuti norugare rwaro imwi muchava norugarewo.
Shona SUB 2002 Bible
Mutsvake rugare rweguta kwandakakutapisai, murinyengeterere kuna Jehovha; nokuti norugare rwaro imi muchava norugarewo.