Jeremiah 3:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge ɀinhu iɀi ɀakaɗaro ɀose, munuŋuna waʋo, Juda, haʋana‐kudzokera kwandiri nomŋoyo waʋo wose, asi nokunyeŋgera — ndiɀo ɀinotaura Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange izvi zvakadaro, munun'una wake Judha wokusatendeka haana kudzokera kwandiri nomwoyo wake wose, asi kunyengera chete,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunyange zvose izvi zvakadaro zvazvo, munyengedzi munun'una wake Judha haana kudzokera kwandiri nomwoyo wose asi zvechipameso chete, ndizvo zviri kutaura Tenzi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange zvinhu izvi zvakadaro zvose, munun'una wavo, Judha, havana kudzokera kwandiri nomwoyo wavo wose, asi nokunyengera” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona 2009?
Kunyange zvinhu izvi zvakadaro zvose, munun'una wavo, Judha, havana kudzokera kwandiri nomoyo wavo wose, asi nokunyengera" ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Kunyangwe zvinhu izvi zvakadaro zvose, munun'una wavo, Judha, havana kudzokera kwandiri nomwoyo wavo wose, asi nokunyengera” ndizvo zvinotaura Jehovha.