Jeremiah 3:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi muziʋe ɀakaipa ɀenyu ɓedzi, kuti makaɗarikira Jehova Mŋari wenyu, mukafambafamba muciteʋera ʋatorwa pasi pemiti yose mitema, mukasaterera inzwi raŋgu — ndiɀo ɀinotaura Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Imi zivai mhosva yenyu chete, kuti makamukira Jehovha Mwari wenyu, mukafadza vamwari vavatorwa muri pasi pomuti mumwe nomumwe wakapfumvutira, uye hamuna kunditeerera,’ ” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chako iwe chete, bvuma uipi hwako kuti wakapandukira Tenzi, Mwari wako ukatoti zvako mwarara kurasira makomborero ako kuvamwari vasivo pasi pomuti wose zvawo wakasvibira ubvumewo kuti wakarega kuteerera izwi rangu, ndizvo zviri kurehwa naTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi muzive zvakaipa zvenyu bedzi, kuti makadarikira Jehovha Mwari wenyu, mukafamba-famba muchitevera vatorwa pasi pemiti yose mitema, mukasaterera inzwi rangu ndizvo zvinotaura Jehovha.’
Shona 2009?
Asi muzive zvakaipa zvenyu bedzi, kuti makadarikira Jehovha Mwari wenyu, mukafamba-famba muchitevera vatorwa pasi pemiti yose mitema, mukasateerera inzwi rangu ndizvo zvinotaura Jehovha.'
Shona SUB 2002 Bible
Asi muzive zvakaipa zvenyu bedzi, kuti makadarikira Jehovha Mwari wenyu, mukafamba–famba muchitevera vatorwa pasi pemiti yose mitema, mukasateerera inzwi rangu ndizvo zvinotaura Jehovha.’