Jeremiah 3:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Inzwi rinonzwika kuɀikomo ɀisinemiti, kucema nokunyeŋgetera kwaʋana ʋaIsraeri; nokuti ʋakaminamisa nzira dzaʋo, ʋakakaŋganwa Jehova Mŋari waʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kuchema kunonzwika panzvimbo dzakakwirira dzisina miti, iko kuchema nokuteterera kwavanhu veIsraeri, nokuti vakaminamisa nzira dzavo uye vakakanganwa Jehovha Mwari wavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pane kuchema kuri kunzwika pamutunhu wakatunhumara pasina miti, kuhwihwidza nokuteterera kwevanakomana veIsiraeri nokuti vaminamisa gwara ravo, vakanganwa Tenzi, Mwari wavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Inzwi rinonzwika kuzvikomo zvisina miti, kuchema nokunyengetera kwavana vaIsiraeri; nokuti vakaminamisa nzira dzavo, vakakanganwa Jehovha Mwari wavo.
Shona 2009?
Inzwi rinonzwika kuzvikomo zvisina miti, kuchema nokunyengetera kwavana vaIsiraeri; nokuti vakaminamisa nzira dzavo, vakakangamwa Jehovha Mwari wavo.
Shona SUB 2002 Bible
Inzwi rinonzwika kuzvikomo zvisina miti, kuchema nokunyengetera kwavana VaIsiraeri; nokuti vakaminamisa nzira dzavo, vakakanganwa Jehovha Mwari wavo.