Jeremiah 3:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi cinhu cinonyaŋgadza cakaparadza ɓasa ramadziɓaɓa eɗu kubva paʋuɗuku bgeɗu, makwai aʋo neŋombe dzaʋo, ʋanakomana ʋaʋo naʋanasikana ʋaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kubva pauduku hwedu nyadzi dzakadya zvibereko zvamabasa amadzibaba edu, makwai avo, nemombe dzavo, vanakomana navanasikana vavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Asi kubvira pauduku hwedu Chakafumuka chakaparadza zvose zvakanga zvashandwa namadzibaba edu zvinoti: matanga emombe nezvimwe zvipfuwo navanakomana vavo navanasikana vavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi chinhu chinonyangadza chakaparadza basa ramadzibaba edu kubva pahuduku hwedu, makwai avo nemombe dzavo, vanakomana vavo navanasikana vavo.
Shona 2009?
Asi chinhu chinonyangadza chakaparadza basa ramadzibaba edu kubva pahuduku bwedu, makwai avo nemombe dzavo, vanakomana vavo navanasikana vavo.
Shona SUB 2002 Bible
Asi chinhu chinonyangadza chakaparadza basa ramadzibaba edu kubva pahuduku hwedu, makwai avo nemombe dzavo, vanakomana vavo navanasikana vavo.