Jeremiah 3:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakati ʋapedza kuita iɀoɀo ɀose, ini ndikati: Ʋacadzokera kwandiri, asi haʋana‐kudzokera; nomunuŋuna waʋo, Juda, ʋokusatendeka, ʋakaɀiʋona.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakafunga kuti mushure mokuita kwake izvi zvose, achadzokera kwandiri asi iye haana, uye munun'una wake Judha wokusatendeka akazviona.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakafunga kuti, kana apedza kuita kwake kwose ikoko achadzokera kwandiri, asi haana kudzoka, izvozvo munyengedzi munun'una wake Judha uyu, zvaiva mumazisowo make.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakati vapedza kuita izvozvo zvose, ini ndakati, vachadzokera kwandiri, asi havana kudzokera; kwandiri nomunun'una wavo, Judha, wokusatendeka, vakazviona.
Shona 2009?
Zvino vakati vapedza kuita izvozvo zvose, ini ndakati, vachadzokera kwandiri, asi havana kudzokera; kwandiri nomunun'una wavo, Judha, wokusatendeka, vakazviona.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakati vapedza kuita izvozvo zvose, ini ndakati, vachadzokera kwandiri, asi havana kudzokera; kwandiri nomunun'una wavo, Judha, wokusatendeka, vakazviona.