Jeremiah 3:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino nokusaraŋgarira kwaʋo nyika yakaȿiɓiswa nokufeʋa kwaʋo, ʋakafeʋa namabge namatanda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti ufeve hwaIsraeri hahuna zvahwakareva kwaari, akasvibisa nyika nokufeva namabwe namatanda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamusana pokufumuka kwake nounzenza akan'oresa nyika ino achiita zvounzenza hwokunamata matombo nemiti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino nokusarangarira kwavo nyika yakasvibiswa nokufeva kwavo, vakafeva namabwe namatanda.
Shona 2009?
Zvino nokusarangarira kwavo nyika yakasvibiswa nokufeva kwavo, vakafeva namabwe namatanda.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino nokusarangarira kwavo nyika yakasvibiswa nokufeva kwavo, vakafeva namabwe namatanda.