Jeremiah 30:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unocemeiko pamsoro pokukuʋadzwa kwako? Kurwadziwa kwako hakubviri kuporeswa. Ndakakuitira ɀinhu iɀi, nokuɗa kwoʋukuru bgeɀakaipa ɀako, nokuti ɀiʋi ɀako ɀakaŋga ɀawanda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Unochemeiko pamusoro pevanga rako nokurwadziswa kwako kusingarapike? Nokuda kwokukura kwemhaka yako nezvivi zvizhinji ndakaita zvinhu izvi kwauri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chaunochema kukuvadzwa kwako chii? Marwadzo ako haachapora Pamusana pokukura kwemhosva yako, pamusanawo pokuwanda kwezvitadzo zvako, ndokusaka ndakaitawo izvozvi kwauri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Unochemeiko pamusoro pokukuvadzwa kwako? Kurwadziwa kwako hakubviri kuporeswa. Ndakakuitira zvinhu izvi, nokuda kwohukuru hwezvakaipa zvako, nokuti zvivi zvako zvakanga zvawanda.
Shona 2009?
Unochemeiko pamusoro pokukuvadzwa kwako? Kurwadziwa kwako hakubviri kuporeswa. Ndakakuitira zvinhu izvi, nokuda kohukuru bwezvakaipa zvako, nokuti zvivi zvako zvakanga zvawanda.
Shona SUB 2002 Bible
Unochemeiko pamusoro pokukuvadzwa kwako? Kurwadziwa kwako hakubviri kuporeswa. Ndakakuitira zvinhu izvi, nokuda kwohukuru hwezvakaipa zvako, nokuti zvivi zvako zvakanga zvawanda.